Kungofanana nemufananidzo waJesu wemasawi, nyika yakazara nemirairo yakagadzirwa nevanhu iyo Mwari asina kudyara, asi Kristu Ahnsahnghong naMwari Mai vakauya kuzozivisa chokwadi.
Uyewo, kuburikidza nePasika yesungano itsva, Mwari akasuka zvivi zvose zvevana vake, avo vakapfeka nguvo dzechivi, uye akavatungamirira kuti vatize vakananga kuumambo hwekudenga nekutenda kwechokwadi.
119 Bundang P.O.Box, Bundang-gu, Seongnam-si, Gyeonggi-do, Rep. of KOREA
Tel 031-738-5999 Fax 031-738-5998
Head Office: 50, Sunae-ro, Bundang-gu, Seongnam-si, Gyeonggi-do, Rep. of Korea
Main Church: 35, Pangyoyeok-ro, Bundang-gu, Seongnam-si, Gyeonggi-do, Rep. of Korea
ⓒ World Mission Society Church of God. All rights reserved. Privacy Policy