Kristu akauya panyika ino ndokudzidzisa vanhu nzira yerudo.
Kristu Ahnsahnghong naMwari Mai vakatidzidzisawo kuti kunyange zvichikosha kuziva chakavanzika chaMwari, kuwana ruzivo rweBhaibheri, uye kuva nekutenda, rudo ndirwo rukuru. Vachitevera dzidziso dzavo, nhengo dzeKereke YaMwari munyika 175 dzinogara dzichiratidza rudo.
119 Bundang P.O.Box, Bundang-gu, Seongnam-si, Gyeonggi-do, Rep. of KOREA
Tel 031-738-5999 Fax 031-738-5998
Head Office: 50, Sunae-ro, Bundang-gu, Seongnam-si, Gyeonggi-do, Rep. of Korea
Main Church: 35, Pangyoyeok-ro, Bundang-gu, Seongnam-si, Gyeonggi-do, Rep. of Korea
ⓒ World Mission Society Church of God. All rights reserved. Privacy Policy