Kana tisina meso nenzeve dzemweya, hatingazivi kunyangwe zviporofita zveBhaibheri zvichizadzikiswa pamberi pameso edu, uye hatigoni kutenda kunyangwe Mwari pachavo vakapupura kuti ndivo mana yehupenyu.
Munguva ino, iKereke yaMwari chete inotenda Kristu Ahnsahnghong, uyo akauya sechokwadi chemana uye akapa Paseka yesungano itsva, ndiye Mwari anopupurwa nezvake neBhaibheri.
119 Bundang P.O.Box, Bundang-gu, Seongnam-si, Gyeonggi-do, Rep. of KOREA
Tel 031-738-5999 Fax 031-738-5998
Head Office: 50, Sunae-ro, Bundang-gu, Seongnam-si, Gyeonggi-do, Rep. of Korea
Main Church: 35, Pangyoyeok-ro, Bundang-gu, Seongnam-si, Gyeonggi-do, Rep. of Korea
ⓒ World Mission Society Church of God. All rights reserved. Privacy Policy