Kereke YaMwari inoshumira Mwari wechokwadi chete uye inorarama neshoko rake, nekuti kana vanhu vakasateerera mirairo yaMwari, vachawira mukuteerera yevamwe vamwari. Sezvo dhiyabhorosi akaedza Adhamu naEvha kuti vamutevere, akazovatungamirira kurufu, ari kuedza vanhu munguva ino kutevera mirairo yevanhu, sekunamata neSvondo neKisimusi.
119 Bundang P.O.Box, Bundang-gu, Seongnam-si, Gyeonggi-do, Rep. of KOREA
Tel 031-738-5999 Fax 031-738-5998
Head Office: 50, Sunae-ro, Bundang-gu, Seongnam-si, Gyeonggi-do, Rep. of Korea
Main Church: 35, Pangyoyeok-ro, Bundang-gu, Seongnam-si, Gyeonggi-do, Rep. of Korea
ⓒ World Mission Society Church of God. All rights reserved. Privacy Policy