Muprofita Isaya akaprofita kuti vanhu vanogara muZioni, panochengeterwa mitambo, vaizokanganwirwa zvivi uye kuti Mwari aizounzawo maropafadzo oupenyu husingaperi kuburikidza nemitambo yacho.
Vatendi veKereke yaMwari vanorumbidza Kristu Ahnsahnghong naMwari Mai, vakatidana kuti tipinde muZioni, guta rechokwadi risingazomboparadzwi, umo munochengetwa mitambo.
119 Bundang P.O.Box, Bundang-gu, Seongnam-si, Gyeonggi-do, Rep. of KOREA
Tel 031-738-5999 Fax 031-738-5998
Head Office: 50, Sunae-ro, Bundang-gu, Seongnam-si, Gyeonggi-do, Rep. of Korea
Main Church: 35, Pangyoyeok-ro, Bundang-gu, Seongnam-si, Gyeonggi-do, Rep. of Korea
ⓒ World Mission Society Church of God. All rights reserved. Privacy Policy