Nokuti vanhu vose vakatadza kudenga uye vakakandwa pasi pano, tinofanira kugamuchira kuregererwa kwezvivi zvedu zvatakaita kudenga kuti tidzokere kumusha wedu wekudenga, uye Mwari chete ndiye anokwanisa kumisa nheyo negwara rekuregererwa kwezvivi.
Munguva yaBaba, akanga ari Jehovha Mwari; munguva yemwanakomana, akanga ari Jesu Kristu; uye munguva yanhasi yeMweya Mutsvene, Kristu Ahnsahnghong naMwari Mai ndivo Mwari Samasimba vanopa ruregerero rwezvivi kuvanhu.
119 Bundang P.O.Box, Bundang-gu, Seongnam-si, Gyeonggi-do, Rep. of KOREA
Tel 031-738-5999 Fax 031-738-5998
Head Office: 50, Sunae-ro, Bundang-gu, Seongnam-si, Gyeonggi-do, Rep. of Korea
Main Church: 35, Pangyoyeok-ro, Bundang-gu, Seongnam-si, Gyeonggi-do, Rep. of Korea
ⓒ World Mission Society Church of God. All rights reserved. Privacy Policy