Jesu akaudza vadzidzi vake kuti vadzidze kubva pamuti wemuonde kuitira kutizivisa nguva yaachazouya panyika pano zvekare kubudikidza nekuparadzwa uye rusununguko rweIsraeri inofananidzwa nemuonde.
Kristu Ahnsahnghong akazadzisa chiprofita chemuonde pamwe chete nechiprofita chaMambo Dhavhidhi. Akaita kuti tizivewo pamusoro paMwari Mai vari muZioni, yaakavamba kubudikidza nePasika yeSungano Itsva munguva yaMweya Mutsvene. NdiMwari achatiponesa.
“Zvino dzidzai chidzidzo ichi kubva pamuonde: Panopfava matavi awo uye mashizha awo otungira, munoziva kuti zhizha rava pedyo. Saizvozvowo, nemiwo pamunoona zvinhu zvose izvi muzive kuti nguva yangu yava pedyo, yava pamusiwo.” Mateo 24:32-33
119 Bundang P.O.Box, Bundang-gu, Seongnam-si, Gyeonggi-do, Rep. of KOREA
Tel 031-738-5999 Fax 031-738-5998
Head Office: 50, Sunae-ro, Bundang-gu, Seongnam-si, Gyeonggi-do, Rep. of Korea
Main Church: 35, Pangyoyeok-ro, Bundang-gu, Seongnam-si, Gyeonggi-do, Rep. of Korea
ⓒ World Mission Society Church of God. All rights reserved. Privacy Policy