Chikonzero Mwari akasika zvinhu zvose zvinorarama panyika pano kuti zvigamuchire upenyu kubudikidza namai chaiva chekutizivisa kuti upenyu husingaperi hunongopiwa kubudikidza naMai vedu vepamweya.
Chikonzero Mwari anotiudza kuti timudane kuti “Baba,” uye tinodanwa kuti vanakomana nevanasikana ndechekutizivisa Mwari Mai kubudikidza nemazita enhengo imwe neimwe yemhuri.
Vanhu vanofunga kuti zvakakosha kugadzirira kusiya basa kuti vazorore apo vanenge vachirarama upenyu hwavo hupfupi panyika, asi pachokwadi, zvakanyanya kukosha kuronga nekugadziririra nyika yengirozi uko tichararama upenyu husingaperi.
Avo vanonyatsa kutarira umambo hwekudenga vanogamuchira Kristu Ahnsahnghong naMwari Mai vakauya seVaponesi munguva yeMweya Mutsvene. Vanochengetawo zuva reSabata nePasika yesungano itsva senhengo dzemhuri yekudenga.
“Makafanira, Ishe naMwari wedu, kugamuchira kubwinya nokukudzwa, uye nesimba, nokuti makasika zvinhu zvose, nokuda kwenyu zvakasikwa,uye zviripo nokuda kwenyu.”
Zvakazarurwa 4:11
119 Bundang P.O.Box, Bundang-gu, Seongnam-si, Gyeonggi-do, Rep. of KOREA
Tel 031-738-5999 Fax 031-738-5998
Head Office: 50, Sunae-ro, Bundang-gu, Seongnam-si, Gyeonggi-do, Rep. of Korea
Main Church: 35, Pangyoyeok-ro, Bundang-gu, Seongnam-si, Gyeonggi-do, Rep. of Korea
ⓒ World Mission Society Church of God. All rights reserved. Privacy Policy