Kune vanhu vakawanda pasi rose
vanodzidza Bhaibheri, asi iKereke
yaMwari yoga inotenda muna Mwari
Mai uye inodzidzisa chokwadi pamusoro
paMwari Mai, avo Bhaibheri rinopupura nezvavo.
Kristu Ahnsahnghong akati, “Kufanana
nekuvako kwamai panyika pano, kuna
Mai vari kudenga.”
Apo tinotenda muna Mwari Mai chete
ndipo patinogona kuva vana vechipikirwa,
uye kana tave vana vechipikirwa chete,
ndipo patinogona kugamuchira upenyu
husingaperi nokupinda muumambo hwekudenga.
119 Bundang P.O.Box, Bundang-gu, Seongnam-si, Gyeonggi-do, Rep. of KOREA
Tel 031-738-5999 Fax 031-738-5998
Head Office: 50, Sunae-ro, Bundang-gu, Seongnam-si, Gyeonggi-do, Rep. of Korea
Main Church: 35, Pangyoyeok-ro, Bundang-gu, Seongnam-si, Gyeonggi-do, Rep. of Korea
ⓒ World Mission Society Church of God. All rights reserved. Privacy Policy