Mwari pachake ndiye akagadza Pasika panguva yekubuda kwevaIsraeri, achirayira kuti, “Ichengetei gore rimwe nerimwe,” uye akaisa makerubhi kuti arinde nzira yekuenda kuMuti woUpenyu muBindu reEdheni. Nekuti Mwari chete ndiye anogona kuvhurazve nzira yekuenda kuPasika, chokwadi chemuti Muti woUpenyu, Jesu akauya makore 2,000 apfuura, uye Kristu Ahnsahnghong akauya mumazuva ekupedzisira.
119 Bundang P.O.Box, Bundang-gu, Seongnam-si, Gyeonggi-do, Rep. of KOREA
Tel 031-738-5999 Fax 031-738-5998
Head Office: 50, Sunae-ro, Bundang-gu, Seongnam-si, Gyeonggi-do, Rep. of Korea
Main Church: 35, Pangyoyeok-ro, Bundang-gu, Seongnam-si, Gyeonggi-do, Rep. of Korea
ⓒ World Mission Society Church of God. All rights reserved. Privacy Policy