Utori umboo hwekuti munhu akagamuchira Mweya Mutsvene kana akasvika pakuva nekutenda muchokwadi cheupenyu, kuziva Mwari nemazvo, uye nekumugamuchira.
Mukuru weHondo Kim Yu-shin akatsiura varwi vaida rugare vasina kutomboshanda nekushingaira; akapfura njiva kuti akurudzire varwi vake. Nenzira imwechete, neMweya Mutsvene watakagamuchira kubva kuna Mwari, tinofanira kubuda toenda kunoparidza vhangeri.
119 Bundang P.O.Box, Bundang-gu, Seongnam-si, Gyeonggi-do, Rep. of KOREA
Tel 031-738-5999 Fax 031-738-5998
Head Office: 50, Sunae-ro, Bundang-gu, Seongnam-si, Gyeonggi-do, Rep. of Korea
Main Church: 35, Pangyoyeok-ro, Bundang-gu, Seongnam-si, Gyeonggi-do, Rep. of Korea
ⓒ World Mission Society Church of God. All rights reserved. Privacy Policy