Ndaimbotenda kuti ruponeso runobva mukutenda chete, uye Kuuya KwaKristu Kechipiri kwaiva zuva rekutongwa. Asi, pandakadzidza Bhaibheri kuKereke YaMwari, ndakarasa pfungwa idzodzo ndikaona kuti dzidziso dzandakadzidziswa dzaiva dzenhema.
Nemabhuku eChokwadi aKristu Ahnsahnghong, Kristu Akauya Kechipiri, ndakaona zvakajeka nzira youpenyu husingaperi, kunyange ndaimbotambura kunzwisisa Bhaibheri.
119 Bundang P.O.Box, Bundang-gu, Seongnam-si, Gyeonggi-do, Rep. of KOREA
Tel 031-738-5999 Fax 031-738-5998
Head Office: 50, Sunae-ro, Bundang-gu, Seongnam-si, Gyeonggi-do, Rep. of Korea
Main Church: 35, Pangyoyeok-ro, Bundang-gu, Seongnam-si, Gyeonggi-do, Rep. of Korea
ⓒ World Mission Society Church of God. All rights reserved. Privacy Policy