Kristu Ahnsahnghong ndiye akamutsa vanhu vasingaverengeki, vanoti vanotenda muna Mwari asi vasinganyatsonzwisisi kana kuchengeta mirairo yaMwari iri muBhaibheri, kuti vazive chokwadi.
Zviprofita zvese zvakataurwa naKristu Ahnsahnghong paaiva panyika ino—zvekuti Kereke yaMwari yaizokura uye vanhu vanobva kumativi ose enyika vaizodirana kwairi—zviri kuzadzikiswa pamberi pemeso edu.
119 Bundang P.O.Box, Bundang-gu, Seongnam-si, Gyeonggi-do, Rep. of KOREA
Tel 031-738-5999 Fax 031-738-5998
Head Office: 50, Sunae-ro, Bundang-gu, Seongnam-si, Gyeonggi-do, Rep. of Korea
Main Church: 35, Pangyoyeok-ro, Bundang-gu, Seongnam-si, Gyeonggi-do, Rep. of Korea
ⓒ World Mission Society Church of God. All rights reserved. Privacy Policy