VaHebheru 11 inoti, “Pasina kutenda hazvibviri kufadza Mwari.” Izvi zvinoreva kuti Mwari anofara nevaya vane kutenda.
Kutenda, kusingaonekwe nemeso evanhu asi kuchionekwa zvizere naMwari, kwakakosha nekuti kunosanganisira kutenda muna Kristu Ahnsahnghong naMwari Mai, avo vakauya seVaponesi munguva yeMweya Mutsvene, sezvakaita madzitateguru ekutenda akagamuchira Mwari akauya saMuponesi wenguva yavo.
119 Bundang P.O.Box, Bundang-gu, Seongnam-si, Gyeonggi-do, Rep. of KOREA
Tel 031-738-5999 Fax 031-738-5998
Head Office: 50, Sunae-ro, Bundang-gu, Seongnam-si, Gyeonggi-do, Rep. of Korea
Main Church: 35, Pangyoyeok-ro, Bundang-gu, Seongnam-si, Gyeonggi-do, Rep. of Korea
ⓒ World Mission Society Church of God. All rights reserved. Privacy Policy