Munguva yaMweya Mutsvene, Kristu
Ahnsahnghong akauya zvakare
kuzotsvaga nekuponesa chakarasika.
Sezvo Kristu Ahnsahnghong akauya
pasi pano kechipiri maererano
nezviprofita zvese zveBhaibheri,
tinokwanisa kuziva ruponeso
rwatinopiwa naMwari Mai uye
rudo rwaMwari rwuri muchokwadi
chesungano itsva, kuti tikwanise kupinda
muumambo hwekudenga husingaperi.
119 Bundang P.O.Box, Bundang-gu, Seongnam-si, Gyeonggi-do, Rep. of KOREA
Tel 031-738-5999 Fax 031-738-5998
Head Office: 50, Sunae-ro, Bundang-gu, Seongnam-si, Gyeonggi-do, Rep. of Korea
Main Church: 35, Pangyoyeok-ro, Bundang-gu, Seongnam-si, Gyeonggi-do, Rep. of Korea
ⓒ World Mission Society Church of God. All rights reserved. Privacy Policy