Pakati pevanhu vazhinji vakasangana naJesu makore 2,000 apfuura,
mukuru wezana nemukadzi airwara nekubuda ropa
vakagamuchira makomborero nokuti vakaziva Jesu
semuponesi uye havana kurasikirwa nemukana wekuropafadzwa
Kuti vanhu vese vanorarama muNguva yaMweya Mutsvene
vasarasikirwa nemukana wekuropafadzwa, vanofanira kuita
basa rakapihwa naMwari muKereke yaMwari, Zioni
munogara Amai veKudenga,
vaine kutenda kwakakwana saPetro naJohane.
Akati kwavari, “Nditeverei, ndigokuitai varedzi vevanhu.” Pakerepo vakasiya mambure avo, vakamutevera. Mateo 4:19-20
119 Bundang P.O.Box, Bundang-gu, Seongnam-si, Gyeonggi-do, Rep. of KOREA
Tel 031-738-5999 Fax 031-738-5998
Head Office: 50, Sunae-ro, Bundang-gu, Seongnam-si, Gyeonggi-do, Rep. of Korea
Main Church: 35, Pangyoyeok-ro, Bundang-gu, Seongnam-si, Gyeonggi-do, Rep. of Korea
ⓒ World Mission Society Church of God. All rights reserved. Privacy Policy