Kusimudza maoko kwaMozisi muhondo nevaAmereki, kupatsanura Gungwa Dzvuku netsvimbo yake, uye nyaya yenyoka yendarira, zvose zvinoratidza kuti nguva dzose Mwari ndiye aiva chitubu cheruponeso rwevaIsraeri.
Sezvo vatendi veKereke yaMwari vakaparidza vhangeri, vachitarisa kuna Mwari Baba naMwari Mai vasingavimbi nevanhu, nharaunda, kana chimiro, nhau dzakanaka dzeruponeso dzapararira nekukasika kukuru kusvika pasi rose.
“Chenjera kuti urege kukanganwa Jehovha Mwari wako uchirega kuchengeta zvaakarayira, mirayiro yake nemitemo yake yandinokupai nhasi.” Dhuteronomi 8:11
119 Bundang P.O.Box, Bundang-gu, Seongnam-si, Gyeonggi-do, Rep. of KOREA
Tel 031-738-5999 Fax 031-738-5998
Head Office: 50, Sunae-ro, Bundang-gu, Seongnam-si, Gyeonggi-do, Rep. of Korea
Main Church: 35, Pangyoyeok-ro, Bundang-gu, Seongnam-si, Gyeonggi-do, Rep. of Korea
ⓒ World Mission Society Church of God. All rights reserved. Privacy Policy