PaZuva Rokuyananisira, Mozisi akaburuka nemahwendefa amabwe eMirayiro Gumi uye akazivisa kuda kwaMwari. Ipapo vanhu vakaunza zvipo nomufaro kuti zvishandiswe kuita basa rokuvaka temberi, vachivonga Mwari nekuregererwa zvivi zvavo. Mutambo uyu ndiwo Mutambo waMatumba.
Munguva ino, vatendi veKereke yaMwari vari kuita basa revavhangeri kubudikidza nekuunganidza vanhu vedenga, midziyo yetemberi yepamweya, kubva pasi rose uye vachivatungamirira kuruponeso rwaKristu Ahnsahnghong naMwari Mai. Iri ndiro basa rakaropafadzwa revatendi veKereke yaMwari, vari kuzadzisa chiprofita cheMutambo waMatumba.
“Uyo anokunda ndichamuita mbiru mutemberi yaMwari wangu. Haazombobudimo.”
Revelation 3:12
Naizvozvo zvanzi naJehovha Mwari Wamasimba Ose: “Nokuti vanhu vakataura mashoko aya,
ndichaita . . . vanhu ava kuti vave huni . . .”
Jeremia 5:14
119 Bundang P.O.Box, Bundang-gu, Seongnam-si, Gyeonggi-do, Rep. of KOREA
Tel 031-738-5999 Fax 031-738-5998
Head Office: 50, Sunae-ro, Bundang-gu, Seongnam-si, Gyeonggi-do, Rep. of Korea
Main Church: 35, Pangyoyeok-ro, Bundang-gu, Seongnam-si, Gyeonggi-do, Rep. of Korea
ⓒ World Mission Society Church of God. All rights reserved. Privacy Policy