Mweya Mutsvene wemvura yokutanga wakapiwa kune vose vakagamuchira Mwari akauya panyama muNguva yaMwanakomana. Zvimwechetewo, Mweya Mutsvene wemvura yokupedzisira unopiwa kune avo vanogamuchira Mwari Ahnsahnghong naMwari Mai, avo vakauya panyama muNguva yaMweya Mutsvene, uye vanogamuchira nyama yaMwari neropa rake kubudikidza nePasika yeSungano Itsva.
Mwari paakasika matenga nenyika, akataura nezvake achiti “isu.” Mwari akatidzidzisa kubudikidza neukama huri pakati pemumvuri nechokwadi chawo, kuti tine mhuri kudenga sezvatine mhuri paNyika pano. Kuvana vakaziva ruponeso rwaMwari Baba naMwari Mai, Mwari akapawo basa rakakosha rekuponesa nyika neMweya Mutsvene waakadururira pavari.
Ipapo Mwari akati, “Ngatiitei munhu nomufananidzo wedu, akafanana nesu …” Saka Mwari akasika munhu nomufananidzo wake, akamusika mumufananidzo waMwari; akavasika muru
me nomukadzi.
Genesisi 1:26–27
119 Bundang P.O.Box, Bundang-gu, Seongnam-si, Gyeonggi-do, Rep. of KOREA
Tel 031-738-5999 Fax 031-738-5998
Head Office: 50, Sunae-ro, Bundang-gu, Seongnam-si, Gyeonggi-do, Rep. of Korea
Main Church: 35, Pangyoyeok-ro, Bundang-gu, Seongnam-si, Gyeonggi-do, Rep. of Korea
ⓒ World Mission Society Church of God. All rights reserved. Privacy Policy