Mutambo waMatumba muTesitamende yekare, waipemberera kuvakwa kwetembere,
mumvuri, uye chokwadi chacho Mutambo waMatumba muTesitamende Itsva, umo Mwari anopa
Mweya Mutsvene wemvura yekupedzisira semvura yeupenyu.Izvi zvinoratidza kuti vanhu vose vanofanira kuuya kuna Mwari Mai, vanomiririrwa neTembere yeJerusarema, kuti vakwanise kugamuchira Mweya Mutsvene wemvura yekupedzisira uye voponeswa.,
Mwari ndiye chete anokwanisa kupa Mvura yeupenyu kuvanhu vese. Saka, Mweya noMwenga, vanopa mvura yeupenyu pachena, ndiMwari Baba naMwari Mai.
Mweya nomwenga vanoti, “Uya!” Uye anonzwa ngaati, “Uyai!” Ani naani ane nyota, ngaauye; uye ani naani anoda, ngaatore chipo chemvura youpenyu asingatengi. Zvakazarurwa 22:17
119 Bundang P.O.Box, Bundang-gu, Seongnam-si, Gyeonggi-do, Rep. of KOREA
Tel 031-738-5999 Fax 031-738-5998
Head Office: 50, Sunae-ro, Bundang-gu, Seongnam-si, Gyeonggi-do, Rep. of Korea
Main Church: 35, Pangyoyeok-ro, Bundang-gu, Seongnam-si, Gyeonggi-do, Rep. of Korea
ⓒ World Mission Society Church of God. All rights reserved. Privacy Policy