Bhaibheri rinopupura kuti vanhu vakatadza kudenga uye vakakandirwa pasi pano, uye kuti Jesu akauya pasi pano kuzopa vanhu kuregererwa kwezvivi kuitira kuti vagodzokera kudenga. Ndosaka Jesu akapinda nomukutambudzika uye akafa pamuchinjikwa.
Kutendeuka ndiko kudzokera kuna Mwari, uye kunozadziswa nokuchengeta mirayiro nemitambo yakazadzikiswa kubudikidza nechibayiro chaMwari.
Jesu akauya makore 2,000 apfuura, Johani Mubhabhatidzi, nevatsvene veKereke yekutanga pamwe naKristu Ahnsahnghong naMwari Mai munguva yaMweya Mutsvene, vose vakasimbisa kutendeuka.
Chikonzero ndechekuti kutendeuka ndiyo nzira yoga yekudzokera kuna Mwari.
Kana tichiti hatina chivi, tinozvinyengera uye chokwadi hachizi matiri. Kana tichireurura zvivi zvedu, iye akatendeka uye akarurama, uye achatikanganwira zvivi zvedu agotinatsa pakusarurama kwose. Kana tichiti hatina kutadza, tinomuita murevi wenhema . . .
1 Johani 1:8–10
119 Bundang P.O.Box, Bundang-gu, Seongnam-si, Gyeonggi-do, Rep. of KOREA
Tel 031-738-5999 Fax 031-738-5998
Head Office: 50, Sunae-ro, Bundang-gu, Seongnam-si, Gyeonggi-do, Rep. of Korea
Main Church: 35, Pangyoyeok-ro, Bundang-gu, Seongnam-si, Gyeonggi-do, Rep. of Korea
ⓒ World Mission Society Church of God. All rights reserved. Privacy Policy