Makore zviuru zviviri apfuura, vaapostora nevatendi veKereke yekutanga vaitenda muna Jesu saMwari nekuti akavavimbisa umambo hwekudenga husingaperi kubudikidza neSungano Itsva. Saizvozvo, vatendi vemuKereke yaMwari vanotenda muna Kristu Ahnsahnghong na Mwari Mai.
Mwari akashanda nemazita akasiyana munguva dzakasiyana—saMwari Baba Jehovha, uye Mwari Mwanakomana Jesu, uye Mwari Mweya Mutsvene Ahnsahnghong. Zvisinei, ivo ndiMwari umwechete akaita Sungano Itsva, inova chiratidzo chaMwari.
“Nguva inouya,” ndizvo zvinotaura Jehovha, “yandichaita sungano itsva neimba yaIsraeri uye neimba yaJudha” . . . “Ndichaisa murayiro wangu mundangariro dzavo uye ndigounyora mumwoyo yavo. Ndichava Mwari wavo, uye ivo vachava vanhu vangu.” Jeremia 31:31-33
119 Bundang P.O.Box, Bundang-gu, Seongnam-si, Gyeonggi-do, Rep. of KOREA
Tel 031-738-5999 Fax 031-738-5998
Head Office: 50, Sunae-ro, Bundang-gu, Seongnam-si, Gyeonggi-do, Rep. of Korea
Main Church: 35, Pangyoyeok-ro, Bundang-gu, Seongnam-si, Gyeonggi-do, Rep. of Korea
ⓒ World Mission Society Church of God. All rights reserved. Privacy Policy