Kuti vanhu vagashire nyasha dzeruponeso, tinofanira kutenda
zviprofita zvemuBhaibheri touya kuna Mwari kubudikidza nekunamata.
Munguva YeMweya Mutsvene, Mwari Baba uye Mwari Amai
vachapa ruponeso paZioni. Ichi chiprofita chakakosha chemuBhaibheri.
Jesu Akauya Kekutanga naJesu Akauya Kechipiri, vose,
vakabhabhatidzwa panyika vaine makore 30
uye vakaita hushumiri kwemakore 3 nemakore 37.
Uyo akavamba Sungano Itsva-chiratidzo chaMambo Dhavhidhi
chinokwanisa kuunzwa naMwari chete- ndiKristu Akauya Kechipiri Ahnsahnghong.
Vanhu vose vakati vachiri kubhabhatidzwa, Jesu akabhabhatidzwawo. . . . Zvino Jesu pachake akanga ava namakore anenge makumi matatu paakatanga ushumiri hwake. Ruka 3:21-23
119 Bundang P.O.Box, Bundang-gu, Seongnam-si, Gyeonggi-do, Rep. of KOREA
Tel 031-738-5999 Fax 031-738-5998
Head Office: 50, Sunae-ro, Bundang-gu, Seongnam-si, Gyeonggi-do, Rep. of Korea
Main Church: 35, Pangyoyeok-ro, Bundang-gu, Seongnam-si, Gyeonggi-do, Rep. of Korea
ⓒ World Mission Society Church of God. All rights reserved. Privacy Policy