Maererano nechiprofita cheMutambo weZvibereko Zvokutanga, Jesu akamutswa kubva kuvafi musi weSvondo sechibereko chokutanga cheavo vakanga vavete. Zuva raakakunda simba rerufu, achipa vanhu tariro yekumuka kubva kuvafi, iZuva Rokumuka kubva kuvafi.
Mwari Ahnsahnghong naMai vekudenga vakauya panyika kunopa vanhu tariro yekumuka kubva kuvafi uye kunodzoreredza chimiro chedu chengirozi.
Mukutevera dzidziso dzeBhaibheri, vanhu tinofanira kuchengeta Zuva Rokumuka kubva kuvafi musi weSvondo kubudikidza nekumedura chingwa, kwete mazai, kuti meso edu epamweya asvinudzwe.
Asi, zvirokwazvo Kristu akamutswa kubva kuvakafa, akava chibereko chokutanga chavavete. 1 VaKorinde 15:20
Isu tinotenda kuti Jesu akafa uye akamukazve . . . vakafa muna Kristu vachatanga kumuka. Shure kwaizvozvo, isu vachiri vapenyu uye vakasara, tichatorwa pamwe chete navo mumakore kuti tisangane naShe mudenga. 1 VaTesaronika 4:14-17
119 Bundang P.O.Box, Bundang-gu, Seongnam-si, Gyeonggi-do, Rep. of KOREA
Tel 031-738-5999 Fax 031-738-5998
Head Office: 50, Sunae-ro, Bundang-gu, Seongnam-si, Gyeonggi-do, Rep. of Korea
Main Church: 35, Pangyoyeok-ro, Bundang-gu, Seongnam-si, Gyeonggi-do, Rep. of Korea
ⓒ World Mission Society Church of God. All rights reserved. Privacy Policy