Paive nemushandiwo zvake pakambani yaRockefeller, airumbidza zvigadzirwa zvekambani iyi zvakanyanya zvekuti akatumidzwa zita remadunhurirwa rekuti "dhiramu remafuta, $4."
Akazotova purezidhendi wekambani iyi.
Kubudikidza nenyaya yake, tinokwanisa kunzwisisa kuti kana tichirumbidza pamusoro paKristu Ahnsahnghong naMwari Mai vakauya seVaponesi munguva yaMweya Mutsvene uye toparidza chokwadi cheruponeso, tinova vakafanira kupinda muumambo hwekudenga.
Vana vaMwari havafaniri kutsauswa nemafungiro evamwe vanhu, kana kutevera zvimiro zvenyika.
Vanofanira kungotarisa maonero aMwari uye kukoshesa basa rekuparidza vhangeri.
Ipapo chete, ndipo pavanokwanisa kurarama maererano nezviprofita, vowana mamwe matarenda gumi, uye vorumbidzwa, kuti, “Maita zvakanaka!”
“[V]anodzorera vazhinji kukururama, vachapenya senyeredzi nokusingaperi-peri.”
Dhanieri 12:3
Zuva rimwe nerimwe havana kumborega kudzidzisa nokuparidza shoko rakanaka vari mutemberi nomudzimba nedzimba kuti Jesu ndiye Kristu.
Mabasa 5:42
119 Bundang P.O.Box, Bundang-gu, Seongnam-si, Gyeonggi-do, Rep. of KOREA
Tel 031-738-5999 Fax 031-738-5998
Head Office: 50, Sunae-ro, Bundang-gu, Seongnam-si, Gyeonggi-do, Rep. of Korea
Main Church: 35, Pangyoyeok-ro, Bundang-gu, Seongnam-si, Gyeonggi-do, Rep. of Korea
ⓒ World Mission Society Church of God. All rights reserved. Privacy Policy