Mwari akapupura pamusoro pokuti Mwari Mai variko kubudikidza nezvinhu zvose;
vaprofita vemuBhaibheri vanotiudza kuti vanhu vanogona kuponeswa chete
kana vakauya kuna Jerusarema, Mai vekudenga.
Nyasha dzakakosha idzo Mwari akapa kuvanhu vake vachaponeswa
ndedzekutungamira vanhu kunyika yechiedza
nokuratidza kubwinya kwaMwari Mai kunyika ine rima ino isina chokwadi.
Ipapo Mwari akati, “Ngatiitei munhu nomufananidzo wedu, akafanana nesu. Saka Mwari akasika munhu nomufananidzo wake, akamusika mumufananidzo waMwari; akavasika murume nomukadzi. Genesisi 1:26-27
119 Bundang P.O.Box, Bundang-gu, Seongnam-si, Gyeonggi-do, Rep. of KOREA
Tel 031-738-5999 Fax 031-738-5998
Head Office: 50, Sunae-ro, Bundang-gu, Seongnam-si, Gyeonggi-do, Rep. of Korea
Main Church: 35, Pangyoyeok-ro, Bundang-gu, Seongnam-si, Gyeonggi-do, Rep. of Korea
ⓒ World Mission Society Church of God. All rights reserved. Privacy Policy