Kufanana nevarwiri vorusununguko vakapedzisira vawana rusunguko rweKorea, Mwari ngaavongwe
nokuda kwerudo rwake rukuru rwokuzvipira sechipiriso chezvivi, vanhu vose vakasunungurwa kubva kurufu uye vanogamuchira maropafadzo ekuregererwa zvivi.
Nhasi, Mwari Ahnsahnghong naMwari Mai vakauya panyika kune avo vakamirira ruponeso, nePasika yeSungano Itsva inosunungura vanhu vose kubva pamurayiro wechivi norufu. .
Naizvozvo zvino, hakuchina kupiwa mhosva kuna vari muna Kristu Jesu, nokuti kubudikidza naKristu Jesu murayiro woMweya woupenyu wakandisunungura kubva pamurayiro wechivi norufu. VaRoma 8:1-2
119 Bundang P.O.Box, Bundang-gu, Seongnam-si, Gyeonggi-do, Rep. of KOREA
Tel 031-738-5999 Fax 031-738-5998
Head Office: 50, Sunae-ro, Bundang-gu, Seongnam-si, Gyeonggi-do, Rep. of Korea
Main Church: 35, Pangyoyeok-ro, Bundang-gu, Seongnam-si, Gyeonggi-do, Rep. of Korea
ⓒ World Mission Society Church of God. All rights reserved. Privacy Policy