Kubudikidza neBhaibheri, Mwari akatidzidzisa kuti tingararama sei upenyu hwakakosha kwazvo hunotitendera kugamuchira kubwinya kwedenga.
Sezvo mvura yakakosha kupfuura goridhe mugwenga uye mufudzi akakosha kupfuura mambo kune gwai rarasika, vatendi veKereke yaMwari vanokoshesa dzidziso dzeSungano Itsva dzakaita seSabata nePasika, dzinokwanisa kutisvitsa kuumambo hwekudenga.
Sezvo munhu akatemerwa kufa kamwe chete uye shure kwaizvozvo agotongwa, saizvozvowo Kristu . . . achazoonekwa kechipiri, asingatakuri zvivi, asi kuti auyise ruponeso kuna avo vakamumirira.[VaHebheru 9:27-28]
119 Bundang P.O.Box, Bundang-gu, Seongnam-si, Gyeonggi-do, Rep. of KOREA
Tel 031-738-5999 Fax 031-738-5998
Head Office: 50, Sunae-ro, Bundang-gu, Seongnam-si, Gyeonggi-do, Rep. of Korea
Main Church: 35, Pangyoyeok-ro, Bundang-gu, Seongnam-si, Gyeonggi-do, Rep. of Korea
ⓒ World Mission Society Church of God. All rights reserved. Privacy Policy