Jesu akafa pamuchinjikwa nokuda kwezvivi zvevanhu uye akamutswa kubva kuvafi nezuva retatu mushure mekuroverwa kwake. Kubudikidza nekumutswa kwake, akaratidza umboo hwekuti kune kumutswa kubva kuvafi nekushandurwa kwevanhu, zvekare.
Kereke yaMwari Nzanga yeVhangeri yePasi Rose inotenda chipikirwa chaMwari chekuti miviri yevanhu ichashanduka kuita miviri yepamweya sezvisikwa zviriko zvinoshanduka zvakaita semikonikoni nenyenze. Kereke yaMwari, inotungamirirwa naKristu Ahnsahnghong naMwari Mai, inogovera muchipikirwa cheruponeso.
“Asi nyika yedu iri kudenga. Uye tinomirira Muponesi anobva ikoko, iye Ishe Jesu Kristu, uyo ane simba rinomugonesa kuti auyise zvinhu zvose pasi pesimba rake, achavandudza miviri yeduyakazvidzika kuti ifanane nomuviri wake wokubwinya.” VaFiripi 3:20–21
119 Bundang P.O.Box, Bundang-gu, Seongnam-si, Gyeonggi-do, Rep. of KOREA
Tel 031-738-5999 Fax 031-738-5998
Head Office: 50, Sunae-ro, Bundang-gu, Seongnam-si, Gyeonggi-do, Rep. of Korea
Main Church: 35, Pangyoyeok-ro, Bundang-gu, Seongnam-si, Gyeonggi-do, Rep. of Korea
ⓒ World Mission Society Church of God. All rights reserved. Privacy Policy