Bhaibheri rinotidzidzisa kuti vaya vanochengeta mirayiro yaMwari ndivo vanokwanisa kufadza Mwari nokufamba naye. Ndivo vanopedzisira vakwira kudenga.
Sezvakangoita madzibaba ekutenda akaita saEnoki, Eria, naPetro, avo vakafadza Mwari, vatendi veKereke yaMwari vanofadza Mwari nekuchengeta mirayiro yaMwari.
Ndivo vari kufamba naMweya Mutsvene—Mwari Ahnsahnghong, naMwari Mai vanova chokwadi chesungano itsva.
Mushure mokutambudzika kwake, akazviratidza kuvarume ava uye akaratidza zviratidzo zvakasimba zvizhinji zvokuti akanga ari mupenyu. Akaonekwa navo mazuva anopfuura makumi mana uye akataura nezvoumambo hwaMwari. . . . Mushure mokunge ataura izvi, akakwidzwa kudenga pamberi pameso avo chaipo, uye gore rikamufukidza vakasazomuona.
Mabasa 1:3–9
119 Bundang P.O.Box, Bundang-gu, Seongnam-si, Gyeonggi-do, Rep. of KOREA
Tel 031-738-5999 Fax 031-738-5998
Head Office: 50, Sunae-ro, Bundang-gu, Seongnam-si, Gyeonggi-do, Rep. of Korea
Main Church: 35, Pangyoyeok-ro, Bundang-gu, Seongnam-si, Gyeonggi-do, Rep. of Korea
ⓒ World Mission Society Church of God. All rights reserved. Privacy Policy