Satani akatanga nekuparadza zuva reSabata, murayiro waMwari, unova nzira yeruponeso.
Mushure maizvozvo. pakatanga kunyangarika mirayiro yose yaMwari, nyika yakazara
nokutyora mitemo,
uye nzira yeruponeso yakavharwa kufanana nedzidziso yebroken window theory.
Munhu wese achasangana nemutongo waMwari uchasaradza kuti achaenda kudenga kana kugehena.
Munguva yaMweya Mutsvene, nyasha dzekuenda kudenga dzinopiwa kune avo vanochengeta
mirayiro yaMwari, Sungano Itsva, yakadzorererwa naKristu Ahnsahnghong naMwari Mai.
“Ndakati, ‘Nditeererei mugoita zvose zvandinokurayirai, mugova vanhu vangu, ini ndigova Mwari wenyu.’” [Jeremia 11:4]
119 Bundang P.O.Box, Bundang-gu, Seongnam-si, Gyeonggi-do, Rep. of KOREA
Tel 031-738-5999 Fax 031-738-5998
Head Office: 50, Sunae-ro, Bundang-gu, Seongnam-si, Gyeonggi-do, Rep. of Korea
Main Church: 35, Pangyoyeok-ro, Bundang-gu, Seongnam-si, Gyeonggi-do, Rep. of Korea
ⓒ World Mission Society Church of God. All rights reserved. Privacy Policy