Panyika pano pane mhando mbiri dzevanhu:
avo vanonzwa uye voita zvinotaurwa naMwari, neavo vasingakwanisi kunzwisisa
zvisinei nekuti vanonzwa inzwi raMwari kangani.
Munguva yekupedzisira yaMweya Mutsvene, pane kunzvimbo
kwatinokwanisa kunzwa uye nekunyatsa kunzwisisa inzwi
raBaba Ahnsahnghong naMwari Mai,
uye tochengeta Pasika neSabata zveSungano Itsva
maererano nemienzaniso yaMwari.
Nzvimbo iyoyo iKereke yaMwari Nzanga yeVhangeri yePasi Rose.
“Asi hamutendi nokuti hamusi makwai angu. Makwai angu anonzwa inzwi rangu; ini ndinoaziva, uye anonditevera.” [Johani 10:26-27]
119 Bundang P.O.Box, Bundang-gu, Seongnam-si, Gyeonggi-do, Rep. of KOREA
Tel 031-738-5999 Fax 031-738-5998
Head Office: 50, Sunae-ro, Bundang-gu, Seongnam-si, Gyeonggi-do, Rep. of Korea
Main Church: 35, Pangyoyeok-ro, Bundang-gu, Seongnam-si, Gyeonggi-do, Rep. of Korea
ⓒ World Mission Society Church of God. All rights reserved. Privacy Policy