Mwari anovimbisa umambo hwedenga semurevereri weSungano Itsva (Pasika) uye anotungamira vanhu kubva mukusaziva zvichaitika, kuenda muneramangwana rakajeka, rakachengeteka. Maererano neBhaibheri, Mwari anovimbisa izvi kuKereke yaMwari chete.
Sezvo isu tichirarama munguva yeMweya Mutsvene, kutenda kwedu nepfungwa hazvifanire kugara munguva yeMwanakomana. Bhaibheri rinopupura kuti kutenda munaKristu Ahnsahnghong naMwari Mai, avo vakatiregerera zvivi zvedu kubudikidza nePasika yeSungano Itsva, ndiyo nzira yekuvimbiswa nayo umambo hwedenga munguva ino.
Uyo anokunda ndichamuita mbiru mutemberi yaMwari wangu. . . . Ndichanyora paari . . . zita reguta raMwari wangu, Jerusarema idzva, riri kuburuka richibva kudenga kuna Mwari; uye ndichanyorawo paari zita rangu idzva. Zvakazarurwa 3:12
119 Bundang P.O.Box, Bundang-gu, Seongnam-si, Gyeonggi-do, Rep. of KOREA
Tel 031-738-5999 Fax 031-738-5998
Head Office: 50, Sunae-ro, Bundang-gu, Seongnam-si, Gyeonggi-do, Rep. of Korea
Main Church: 35, Pangyoyeok-ro, Bundang-gu, Seongnam-si, Gyeonggi-do, Rep. of Korea
ⓒ World Mission Society Church of God. All rights reserved. Privacy Policy