Sezvakaratidzwa munhoroondo yeTestamende Yekare, vaIsraeri vepamweya vanofanira kugamuchira Kristu Ahnsahnghong akauya nePasika yeSungano Itsva, Urimi neTumimi kuti vasunungurwe kubva muBhabhironi nokugamuchira mutongo wekuti ndivo “vanhu vaMwari vechokwadi.”
Nhasi, vatendi veKereke yaMwari vanodya nyama nokunwa ropa raJesu, anova temberi, kubudikidza
nechingwa newaini yePasika yeSungano Itsva.
Zvinoreva kuti vane chikomborero chemuprista chokudya zvokudya zvitsvene zvinobva munzvimbo tsvene.
Ava vakatsvaka nhoroondo yamazita emhuri yavo, asi havana kuiwana, nokudaro vakanzi vakasvibiswa vakabviswa pauprista . . . . varege kudya chipi zvacho chezvokudya zvitsvene kwazvo kusvikira kwazova nomuprista anoshumira neUrimi neTumimi. Ezira 2:62–63
119 Bundang P.O.Box, Bundang-gu, Seongnam-si, Gyeonggi-do, Rep. of KOREA
Tel 031-738-5999 Fax 031-738-5998
Head Office: 50, Sunae-ro, Bundang-gu, Seongnam-si, Gyeonggi-do, Rep. of Korea
Main Church: 35, Pangyoyeok-ro, Bundang-gu, Seongnam-si, Gyeonggi-do, Rep. of Korea
ⓒ World Mission Society Church of God. All rights reserved. Privacy Policy