Mozisi naAroni vakakundikana kupinda munyika yeKenani pakupera kwerwendo rwemurenje rwemakore 40, uye Nebhukadhinezariri akararama semhuka yemusango kwemakore manomwe, uye Herodhi akafa rufu runorwadza. Zvose izvi zvakakonzerwa nekuti havana kuratidza utsvene hwaMwari, asi mbiri yavo pachavo.
Kufanana naDhanieri naPetro vairatidza utsvene hwaMwari nguva dzose, uye vakaropafadzwa, tinofanira kuratidza utsvene hwaKristu Ahnsahnghong uye Mwari Mai sevaprofita vevhangeri vane uchenjeri munguva yaMwari Mutsvene.
“. . . pakauya inzwi richibva kudenga richiti, “Hezvino zvawatemerwa, iwe Mambo Nebhukadhinezaririri: Simba roumambo hwako rabviswa kwauri. . . kusvikira waziva kuti Wokumusoro-soro ndiye Ishe pamusoro poushe hwavanhu uye kuti anohupa kuna ani zvake waanenge ada.” Dhanieri 4:31-32
119 Bundang P.O.Box, Bundang-gu, Seongnam-si, Gyeonggi-do, Rep. of KOREA
Tel 031-738-5999 Fax 031-738-5998
Head Office: 50, Sunae-ro, Bundang-gu, Seongnam-si, Gyeonggi-do, Rep. of Korea
Main Church: 35, Pangyoyeok-ro, Bundang-gu, Seongnam-si, Gyeonggi-do, Rep. of Korea
ⓒ World Mission Society Church of God. All rights reserved. Privacy Policy