Kubudikidza nedzidziso dzeBhaibheri, Baba Vekudenga Ahnsahnghong naMai Vekudenga
vakatiudza kuti tinofanira kutanga tafunga nezvekuda kwaMwari, tisingaori mwoyo asi tichivonga kunyange panguva yakaoma ipi zvayo, sezvakaita Joshua naKarebhu.
Vana vaMwari vanofanira kugara vachidzeya mutauro wekudenga.
Tichitevera dzidziso dzaMai, tinofanira kugara tichishandisa mashoko okuvonga nokukurudzira, uye
tinofanira kuchenjera kuti tisitaura chinhu chakaipa mukutsamwa kwenguva diki diki sezvakaita Mozisi.
“. . . vanhu vachazvidavirira pamusi wokutongwa pamusoro peshoko rimwe nerimwe ravakataura risina maturo. Nokuti namashoko ako ucharuramisirwa, uye namashoko ako uchawanikwa une mhosva.” Mateo 12:36–37
119 Bundang P.O.Box, Bundang-gu, Seongnam-si, Gyeonggi-do, Rep. of KOREA
Tel 031-738-5999 Fax 031-738-5998
Head Office: 50, Sunae-ro, Bundang-gu, Seongnam-si, Gyeonggi-do, Rep. of Korea
Main Church: 35, Pangyoyeok-ro, Bundang-gu, Seongnam-si, Gyeonggi-do, Rep. of Korea
ⓒ World Mission Society Church of God. All rights reserved. Privacy Policy