Hove dzine upenyu dzinokunda matambudziko nokushambira dzichikwidza nekumusoro kwerwizi. Nenzira imwechete iyoyo, tinofanira kuwana chikonzero chokuvonga kunyange munharaunda yakaoma, uye torumbidza Mwari nokutitendera kuti tiende kuumambo hwekudenga kusina marwadzo.
Kristu Ahnsahnghong akauya kunyika ino yokutambudzika kuzodzidzisa vanhu nzira yokugamuchira nayo ruregerero rwezvivi neupenyu husingaperi nekuenda kudenga. Tinofanira kuziva nyasha dzaKristu Ahnsahnghong naMwari Mai, uye tokunda matambudziko eumwe neumwe wedu nekuvonga.
Muve nechokwadi kuti kurege kuva nomunhu anodzorera chakaipa nechakaipa, asi edzai kuva nomwoyo munyoro kuno mumwe nomumwe wenyu uye nokuna vose. Farai nguva dzose; rambai muchinyengetera; vongai pazvinhu zvose. . . . 1 VaTesaronika 5:15–18
119 Bundang P.O.Box, Bundang-gu, Seongnam-si, Gyeonggi-do, Rep. of KOREA
Tel 031-738-5999 Fax 031-738-5998
Head Office: 50, Sunae-ro, Bundang-gu, Seongnam-si, Gyeonggi-do, Rep. of Korea
Main Church: 35, Pangyoyeok-ro, Bundang-gu, Seongnam-si, Gyeonggi-do, Rep. of Korea
ⓒ World Mission Society Church of God. All rights reserved. Privacy Policy