Vanhu vasina rudo kune vamwe asi vanongofunga
pamusoro pezvakavanakira pachavo vangori nezivo chete,
pamusoro penzira yeSungano Itsva. Mwari akatidzidzisa
kuti kana tichinge tashanduka tikava neumwari uye
tikaremekedzana, ndipo chete patinokwanisa kupinda muumambo hwaMwari hwekudenga husingaperi.
Andaseni akava munyori mukuru pasi rose,
achikurudzirwa nenharaunda dzakaoma.
Nokudaro, zvinhu zvese zvakatikomberedza zvakarongwa naMwari
Ahnsahnghong naAmai vedu Vekudenga kuti tipinde Denga.
. . . mubvise munhu wenyu wekare . . . kuti muitwe vatsva mukufunga kwendangariro dzenyu, uye mufuke munhu mutsva, akasikwa kuti afanane naMwari . . . VaEfeso 4:22-24
119 Bundang P.O.Box, Bundang-gu, Seongnam-si, Gyeonggi-do, Rep. of KOREA
Tel 031-738-5999 Fax 031-738-5998
Head Office: 50, Sunae-ro, Bundang-gu, Seongnam-si, Gyeonggi-do, Rep. of Korea
Main Church: 35, Pangyoyeok-ro, Bundang-gu, Seongnam-si, Gyeonggi-do, Rep. of Korea
ⓒ World Mission Society Church of God. All rights reserved. Privacy Policy