Mwari, uyo anofanira kugara pachigaro cheushe chekubwinya kudenga, akauya panyika pano muzita raJesu makore 2,000 apfuura uye nhasi saKristu Ahnsahnghong naMwari Mai, uye vakafamba chinyararire gwara rekuzvipira kuitira kuregererwa kwezvivi neruponeso rwevanhu. Naizvozvo, tinofanira kugara tichivonga Mwari uyo akatipa tariro yedenga.
Vachitevera muenzaniso wevatendi veKereke yeKutanga avo vakafamba mugwara rekufira chitendero nemufaro zvisinei nekutambudzwa kunotyisa, uye Mambo Dhavhidhi uyo aigara achivonga kuna Mwari panguva yekutarisana nematambudziko nemiedzo, vatendi veKereke yaMwari vanorarama upenyu hwekuvonga muzvimiro zvese.
Farai nguva dzose; rambai muchinyengetera; vongai pazvinhu zvose, nokuti ndiko kuda kwaMwari kwamuri muna Kristu Jesu.
1 VaTesaronika 5:16–18
“Munhu anobayira chibayiro chokuvonga ndiye anondikudza, uye anogadzira nzira kuitira kuti ndimuratidze ruponeso rwaMwari.”
Mapisarema 50:23
119 Bundang P.O.Box, Bundang-gu, Seongnam-si, Gyeonggi-do, Rep. of KOREA
Tel 031-738-5999 Fax 031-738-5998
Head Office: 50, Sunae-ro, Bundang-gu, Seongnam-si, Gyeonggi-do, Rep. of Korea
Main Church: 35, Pangyoyeok-ro, Bundang-gu, Seongnam-si, Gyeonggi-do, Rep. of Korea
ⓒ World Mission Society Church of God. All rights reserved. Privacy Policy