Dzimwe nguva, kuomerwa nematambudziko zvinouya apo tinenge tichifamba mugwara rekutenda, asi tinokwanisa kusvika kuumambo hwekudenga husingaperi hwakavimbiswa naMwari kana tine kutenda kwakakwana uye tisinganyunyuti pamusoro pechinhu chipi zvacho sezvakaita Jobho.
VaIsraeri vaigara vachikanganwa simba raMwari uye vaimuedza mugwenga, uye vaJudha havana kukoshesa mashoko oupenyu akabva kuna Jesu uye vakangonongedzera kuti akanga auya akafuka nyama. Munguva yaMweya Mutsvene, zvekare, Mwari anova musungo norugombe kune avo vasingatendi muna Kristu Ahnsahnghong naMwari Mai uye vanosangana nemuedzo kubva kuna Satani.
“Havana kuchengeta sungano yaMwari, uye vakaramba kufamba maererano nomurayiro wake. Vakakanganwa zvaakaita, zvishamiso zvaakavaratidza.” Mapisarema 7:10–11
119 Bundang P.O.Box, Bundang-gu, Seongnam-si, Gyeonggi-do, Rep. of KOREA
Tel 031-738-5999 Fax 031-738-5998
Head Office: 50, Sunae-ro, Bundang-gu, Seongnam-si, Gyeonggi-do, Rep. of Korea
Main Church: 35, Pangyoyeok-ro, Bundang-gu, Seongnam-si, Gyeonggi-do, Rep. of Korea
ⓒ World Mission Society Church of God. All rights reserved. Privacy Policy