Munguva yaMweya Mutsvene, tinofanira kutenda muna Mwari Baba naMwari Mai nokutevera mashoko
avo. Ndipo chete patinokwanisa kugamuchira nhaka yokudenga isingaperi yatakavimbiswa naMwari.
Vatendi vemuKereke yaMwari vanotenda zvakavimbiswa naMwari uye vanofamba nzira yevhangeri,
sokutenda kwakaita Joshua naKarebhu mune zvakavimbiswa naMwari, vasingangotarisi pane zvinhu zvaiva pamberi pavo chete, seshamwari nhatu dzaDhanieri dzaiva dzisingatyi zvachose kunyange padzakatyityidzirwa nevira remoto, uye saNoa akaterera Mwari nokutenda paakamuudza zvinhu zvaaiva asina kumboona.
Uye pasina kutenda hazvibviri kufadza Mwari, nokuti ani naani anouya kwaari anofanira kutenda kuti ariko uye kuti anopa vanomutsvaka nomwoyo wose mubayiro wavo.
VaHebheru 11:6
119 Bundang P.O.Box, Bundang-gu, Seongnam-si, Gyeonggi-do, Rep. of KOREA
Tel 031-738-5999 Fax 031-738-5998
Head Office: 50, Sunae-ro, Bundang-gu, Seongnam-si, Gyeonggi-do, Rep. of Korea
Main Church: 35, Pangyoyeok-ro, Bundang-gu, Seongnam-si, Gyeonggi-do, Rep. of Korea
ⓒ World Mission Society Church of God. All rights reserved. Privacy Policy