Sezvakaita Jesu paakarega vachimusunga kuitira kuti chiprofita cheBhaibheri chizadziswe, mashoko ose ari muBhaibheri anozadziswa pasina chiprofita chipi zvacho chinosara.
Vhangeri reSungano Itsva ratakarairwa naKristu Ahnsahnghong naMwari Mai riri kupararira
kunyika yose neKereke yaMwari sokuprofitwa kwazvakaitwa muBhaibheri. Kana tichongova nokutenda kwechokwadi chete uye nechinangwa chokuzadzisa chiprofita,
tinokwanisa kuzadzisa basa rinoshamisa reMweya Mutsvene muchimiro chipi zvacho.
“Uye tine shoko ravaprofita rakasimba kwazvo, uye muchaita zvakanaka kuti muriteerere, rakaita sechiedza chinovhenekera murima, kusvikira utonga hwatsvuka uye nyamasase ichibuda mumwoyo yenyu.” 2 Petro 1:19
119 Bundang P.O.Box, Bundang-gu, Seongnam-si, Gyeonggi-do, Rep. of KOREA
Tel 031-738-5999 Fax 031-738-5998
Head Office: 50, Sunae-ro, Bundang-gu, Seongnam-si, Gyeonggi-do, Rep. of Korea
Main Church: 35, Pangyoyeok-ro, Bundang-gu, Seongnam-si, Gyeonggi-do, Rep. of Korea
ⓒ World Mission Society Church of God. All rights reserved. Privacy Policy