Munhu akasvinura, anoita kuda kwaMwari uye anovonga Mwari.
Kubudikidza nezvakaitika kuna Sauro naSisera izvo zvakanyorwa muBhaibheri,
tinoona kuti avo vakavata pamweya vachasvitswa pakuparadzwa pakupedzisira.
Vatendi veKereke yaMwari vanopupura chokwadi kunyika yose, uye vanoparidza pamusoro paKristu
Ahnsahnghong naMwari Mai, Vaponesi veMunguva yaMweya Mutsvene.
Zvechokwadi ndivo vanokwanisa kunzi vakamuka nhasi.
Muzvidzore uye musvinure. Muvengi wenyu dhiabhori anofamba-famba achiomba seshumba inotsvaka waingadya. Mumudzivise, mumire makasimba mukutenda, nokuti munoziva kuti hama dzenyu munyika yose dziri kutambudzika saizvozvo.
1 Petro 5:8–9
119 Bundang P.O.Box, Bundang-gu, Seongnam-si, Gyeonggi-do, Rep. of KOREA
Tel 031-738-5999 Fax 031-738-5998
Head Office: 50, Sunae-ro, Bundang-gu, Seongnam-si, Gyeonggi-do, Rep. of Korea
Main Church: 35, Pangyoyeok-ro, Bundang-gu, Seongnam-si, Gyeonggi-do, Rep. of Korea
ⓒ World Mission Society Church of God. All rights reserved. Privacy Policy