Panguva iyo Mozisi nevaIsraeri vaivaka tabhenakeri senzvimbo yaizogara Mirayiro ine Gumi, mukutevedzera kuda kwaMwari, mwoyo yavanhu yakasundwa uye vakauya nemidziyo yemhando yakasiyana siyana kuti kuvakwa kwetemberi kupedziswe. Aya ndiwo akava mavambo eMutambo waMatumba.
Jesu akaunganidza midziyo yetemberi yokudenga kubudikidza nokuparidza.
Chirevo chechokwadi chiri muMutambo waMatumba munguva ino ndechekutsvaka vanhu vose vemhuri yedenga—midziyo yetemberi yepamweya, uye kuvatungamirira kuna Baba naMai, nokupedzisa temberi yokudenga.
“Maari imba yose yakabatanidzwa pamwe chete uye inokura kuti ive temberi tsvene muna She. Uye maari nemiwo makavakwa pamwe chete kuti muve ugaro hwaMwari muMweya.” VaEfeso 2:21–22
119 Bundang P.O.Box, Bundang-gu, Seongnam-si, Gyeonggi-do, Rep. of KOREA
Tel 031-738-5999 Fax 031-738-5998
Head Office: 50, Sunae-ro, Bundang-gu, Seongnam-si, Gyeonggi-do, Rep. of Korea
Main Church: 35, Pangyoyeok-ro, Bundang-gu, Seongnam-si, Gyeonggi-do, Rep. of Korea
ⓒ World Mission Society Church of God. All rights reserved. Privacy Policy