Jesu akadana muSamaria kuti “muvakidzani akanaka”
sezvo akaisa mwoyo wake wose mukuponesa munhu akanga ava kufa,
uye Jesu akatikumbira kuti “tiite saizvozvo.”
Vatendi veKereke yaMwari vanozvarwa patsva
sevanhu vakanaka vanoponesa upenyu,
kubudikidza nekuparidza mashoko eupenyu kuvanhu vose,
kuitira kuti mweya mizhinji ikwanise kudzoka mumaoko
aKristu Ahnsahnghong naMai vekudenga.
“Ndianiko pavanhu vatatu ava waunofunga kuti akanga ari muvakidzani kuna iye akawira mumaoko amakororo?” Jesu akati kwaari, “Enda unoita saizvozvo.” Ruka 10:36-37
119 Bundang P.O.Box, Bundang-gu, Seongnam-si, Gyeonggi-do, Rep. of KOREA
Tel 031-738-5999 Fax 031-738-5998
Head Office: 50, Sunae-ro, Bundang-gu, Seongnam-si, Gyeonggi-do, Rep. of Korea
Main Church: 35, Pangyoyeok-ro, Bundang-gu, Seongnam-si, Gyeonggi-do, Rep. of Korea
ⓒ World Mission Society Church of God. All rights reserved. Privacy Policy