Munamato nokurumbidza zvinopiwa kuna Mwari nokunzwisisa kwakarurama zvinotungamirira vanhu kuruponeso.
Vatendi veKereke yaMwari vanotenda zvakasimba kubudikidza noumboo huri muBhaibheri hwekuti avo vakati “Ngatiitei” vakasika murume nomukadzi pakutanga vanomiririra Mwari Baba naMwari Mai, uye vanonyengetera, minyengetero, uye rumbidzo kuna Mwari Erohimu, vasiki vechokwadi.
Zviprofita zvekuti Mwari achaita sungano itsva muZioni, achapa kuregererwa kwezvivi imomo, uye nokusimbisa Jerusarema kuti rigamuchire rumbidzo pasi rose zviri kuzadziwa naKristu Ahnsahnghong naMwari Mai vakauya munguva ino.
Ndakagadza nharirire pamasvingo ako, iwe Jerusarema; havangambonyarari masikati kana usiku. Imi munodana kuna Jehovha, musazorora, uye musamupa zororo kusvikira asimbisa Jerusarema, uye ariita rumbidzo yenyika.
Isaya 62:6–7
119 Bundang P.O.Box, Bundang-gu, Seongnam-si, Gyeonggi-do, Rep. of KOREA
Tel 031-738-5999 Fax 031-738-5998
Head Office: 50, Sunae-ro, Bundang-gu, Seongnam-si, Gyeonggi-do, Rep. of Korea
Main Church: 35, Pangyoyeok-ro, Bundang-gu, Seongnam-si, Gyeonggi-do, Rep. of Korea
ⓒ World Mission Society Church of God. All rights reserved. Privacy Policy