Zvishamiso zvakaratidzwa kuvaranda vakaita basa raJesu pamutambo wemuchato wepaKana, uye kuna Petro uyo akakanda mambure ake zvakare pakanga pasina hove mukuteerera kurayira kwaJesu, uye kuna Naamani akaporeswa maperembudzi ake muRwizi rweJorodhani, zvese zvakagoneka nokuda kwekuita basa raMwari.
Munguva yaMweya Mutsvene, Kereke yaMwari inotungamirwa naKristu Ahnsahnghong naMwari Mai iri kuva nemhedzisiro dzevhangeri dzinoshamisa kubudikidza nokutendeka mukuita basa raMwari, “Paridza shoko kunyika yose.”
Ndinokurayira pamberi paMwari naKristu Jesu, achatonga vapenyu navakafa uye pamusoro pokuonekwa kwake noushe hwake kuti: Paridza shoko; ugare wakagadzirira panguva yakafanira kunyange isakafanira; rayira, tsiura, uye ukurudzire nomwoyo murefu zvikuru uye nokudzidzisa zvakanaka.
2 Timoti 4:1–2
119 Bundang P.O.Box, Bundang-gu, Seongnam-si, Gyeonggi-do, Rep. of KOREA
Tel 031-738-5999 Fax 031-738-5998
Head Office: 50, Sunae-ro, Bundang-gu, Seongnam-si, Gyeonggi-do, Rep. of Korea
Main Church: 35, Pangyoyeok-ro, Bundang-gu, Seongnam-si, Gyeonggi-do, Rep. of Korea
ⓒ World Mission Society Church of God. All rights reserved. Privacy Policy