Jesu akatanga Pasika yesungano itsva nechingwa newaini uye akarayira kuti iichengetwe. Vatsvene veKereke yeKutanga vanoremekedzwa neVaKristu vazhinji nhasi, kusanganisira Petro, Johane, apostora Pauro, vakachengetawo Pasika yesungano itsva zvichienderana nedzidziso dzake.
Ndokusaka vatendi veKereke yaMwari pasi rose vachichengeta Pasika.
119 Bundang P.O.Box, Bundang-gu, Seongnam-si, Gyeonggi-do, Rep. of KOREA
Tel 031-738-5999 Fax 031-738-5998
Head Office: 50, Sunae-ro, Bundang-gu, Seongnam-si, Gyeonggi-do, Rep. of Korea
Main Church: 35, Pangyoyeok-ro, Bundang-gu, Seongnam-si, Gyeonggi-do, Rep. of Korea
ⓒ World Mission Society Church of God. All rights reserved. Privacy Policy