Zvakakosha kuva nemoyo unovonga kunyangwe mumamiriro ezvinhu akaoma.
Nyika ino yakazara nekunyunyuta nekugunun’una nekuti haina tariro yekudenga uye inongotarisa pazvinhu zvenyika chete. Zvisinei, sevana vaKristu Ahnsahnghong naMwari Mai, vatendi vese VeKereke yaMwari vane vimbiso yeumambo husingaperi hwekudenga, iyo inotigonesa kurarama hupenyu hwekutenda.
119 Bundang P.O.Box, Bundang-gu, Seongnam-si, Gyeonggi-do, Rep. of KOREA
Tel 031-738-5999 Fax 031-738-5998
Head Office: 50, Sunae-ro, Bundang-gu, Seongnam-si, Gyeonggi-do, Rep. of Korea
Main Church: 35, Pangyoyeok-ro, Bundang-gu, Seongnam-si, Gyeonggi-do, Rep. of Korea
ⓒ World Mission Society Church of God. All rights reserved. Privacy Policy