Avo vane simba vanovimba nesimba, uye avo vane pfuma vanovimba nepfuma, asi kuchiva uku kwepanyama hakuvimbisi ruponeso uye pakupedzisira kunopera mukusava nematuro. Munguva ino, patinofamba munzira yekutenda nekushuvira zvinhu zvekudenga, kwete kuchiva kwepanyama, uye nekukoshesa Kristu Ahnsahnghong naMwari Mai mumunyengetero, ticharopafadzwa kufamba pamwe chete naMwari.
119 Bundang P.O.Box, Bundang-gu, Seongnam-si, Gyeonggi-do, Rep. of KOREA
Tel 031-738-5999 Fax 031-738-5998
Head Office: 50, Sunae-ro, Bundang-gu, Seongnam-si, Gyeonggi-do, Rep. of Korea
Main Church: 35, Pangyoyeok-ro, Bundang-gu, Seongnam-si, Gyeonggi-do, Rep. of Korea
ⓒ World Mission Society Church of God. All rights reserved. Privacy Policy